Akanhumburiswa Nechigure Panyaradzo
Concession – Mumwe musikana kumusha weConcession mudunhu reMazowe arikutsvagawo baba vemwana waakatakura avo vaakarara navo panyaradzo papurazi reKachere mwedzi mitatu yadarika.